ƲaHeberu 7:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 asi uyu, usinakuraʋirwa rudzi rwake kwaʋari, wakapiwa ɀegumi naAbrahama, akamuropafadza iye wakaŋga aneɀipikirwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 asi uyu, asina kuravirwa rudzi rwake kwavari, akapiwa zvegumi naAbhurahamu, akamuropafadza iye akanga ane zvipikirwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Asi munhu uyu asiri wedzinza iri akapiwa chegumi naAbhurahamu, iye akakomborera Abhurahamu, wakareyo aive nezvivimbiso. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Asi munhu uyu asiri wedzinza iri akapiwa chegumi naAbhurahamu, iye akakomborera Abhurahamu, wakareyo aive nezvivimbiso. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Murume uyu, kunyange zvakadaro, akanga asina rudzi runobva pazvizvarwa zvaRevhi, asi akatora chegumi kubva kuna Abhurahama uye akaropafadza iye akanga ane zvipikirwa. Viz kapitola |