ƲaHeberu 7:28 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Nokuti murairo unogadza ʋanhu ʋanoʋutera, kuti ʋaʋe ʋaprista ʋakuru; asi shoko rokupika, rakateʋera murairo, rinogadza Mŋanakomana, wakakwaniswa nokusiŋgaperi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Nokuti murayiro unogadza vanhu vanoutera, kuti vave vapristi vakuru; asi shoko rokupika, rakatevera murayiro, rinogadza Mwanakomana, akakwaniswa nokusingaperi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Hongu, Mutemo unogadza vanhu vane utera kuti vave vapristi vakuru, asi izwi remhiko, rakazouya mushure moMutemo, rakagadza Mwanakomana, akaita mururami nokusingaperi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Hongu, Mutemo unogadza vanhu vane utera kuti vave vapristi vakuru, asi izwi remhiko, rakazouya mushure moMutemo, rakagadza Mwanakomana, akaita mururami nokusingaperi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Nokuti murayiro unogadza vanhu vano utera savaprista vakuru; asi mhiko yakauya shure kwomurayiro, yakagadza Mwanakomana, uyo akakwaniswa nokusingaperi. Viz kapitola |