ƲaHeberu 7:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Naiɀoɀo unesimba rokuponesa kwaɀo‐kwaɀo aʋo ʋanosweɗera kunaMŋari naye, ɀaanorarama nokusiŋgaperi kuti aʋareʋerere. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Naizvozvo ane simba rokuponesa kwazvo-kwazvo avo vanoswedera kuna Mwari naye, zvaanorarama nokusingaperi kuti avareverere. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Naizvozvo, anogona kuponesa nguva dzose avo vanouya kuna Mwari nokwaari, nokuti mupenyu nguva dzose kuti avakumbirire. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Naizvozvo, anogona kuponesa nguva dzose avo vanouya kuna Mwari nokwaari, nokuti mupenyu nguva dzose kuti avakumbirire. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Naizvozvo anogona kuponesa zvizere vaya vanouya kuna Mwari kubudikidza naye, nokuti anorarama nokusingaperi achivanyengeterera. Viz kapitola |