ƲaHeberu 7:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ʋuye ɀe, ɀaasina‐kuitwa muprista kusinemhiko; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Uyezve, zvaasina kuitwa mupristi kusina mhiko; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Izvi hazvina kuitwa pasina mhiko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Izvi hazvina kuitwa pasina mhiko. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Uye hazvina kuitwa pasina mhiko! Vamwe vakava vaprista pasina kana mhiko zvayo, Viz kapitola |