Online Bible

- Reklamy -

ƲaHeberu 7:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Abrahama akamupa ʋo cegumi ceɀose; iye pakutaŋga ari mambo wokururama, kana ɀicishandurwa, ʋuye ɀe, mambo weSaremi, ndokuti, mambo worugare;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Abhurahamu akamupawo chegumi chezvose; iye pakutanga ari mambo wokururama, kana zvichishandurwa, uyezve, mambo weSaremi, ndokuti, mambo worugare;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Abhurahamu akamupa chegumi chezvinhu zvake zvose. Kana zita rake rotsanangurwa, pokutanga rinoreva kuti ndiMambo woururami, rinorevawo kuti ndiMambo weSaremu, zvichireva kuti Mambo worugare.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Abhurahamu akamupa chegumi chezvinhu zvake zvose. Kana zita rake rotsanangurwa, pokutanga rinoreva kuti ndiMambo woururami, rinorevawo kuti ndiMambo weSaremu, zvichireva kuti Mambo worugare.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 uye Abhurahama akamupa chegumi chezvinhu zvose. Kutanga zita rake rinoreva kuti, “mambo wokururama”; uyezve, “mambo weSaremu” zvinoreva kuti, “mambo woRugare.”

Viz kapitola kopírovat

ƲaHeberu 7:2

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy