ƲaHeberu 7:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Nokuti ɀinoʋonekwa pacena, kuti Ishe weɗu wakabva kunaJuda; pamsoro porudzi urwu Mosesi haana‐kureʋa ɀaʋaprista. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Nokuti zvinoonekwa pachena, kuti Ishe wedu akabva kuna Judha; pamusoro porudzi urwu, Mosesi haana kureva zvavapristi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Zviri pachena kuti Tenzi wedu wakabva kudzinza raJudha, nezvedzinza irori panyaya yezvavapristi, Mosesi haana chaakamboreva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Zviri pachena kuti Tenzi wedu wakabva kudzinza raJudha, nezvedzinza irori panyaya yezvavapristi, Mosesi haana chaakamboreva. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Nokuti zviri pachena kuti Ishe wedu akabva kurudzi rwaJudha uye pamusoro porudzi urwu Mozisi haana kumbotaura zvavaprista. Viz kapitola |