Online Bible

- Reklamy -




ƲaHeberu 7:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Nokuti uyo unorebga ɀinhu iɀi pamsoro pake, wakaŋga ari worumŋe rudzi, rwakaŋga rusinomunhu wakamboɓate‐ɓasa paartari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Nokuti uyo anorehwa zvinhu izvi pamusoro pake, akanga ari worumwe rudzi, rwakanga rusina munhu akambobata basa paaritari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Ari kurehwa panyaya iyi akanga ari werimwewo dzinza risina ati amboshanda paAritari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Ari kurehwa panyaya iyi akanga ari werimwewo dzinza risina ati amboshanda paAritari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Iye anorehwa zvinhu izvi pamusoro pake ndeworumwe rudzi, uye hakuna mumwe worudzi urwu akamboshumira paaritari.

Viz kapitola kopírovat




ƲaHeberu 7:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy