ƲaHeberu 6:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 asi kana ikaɓereka minzwa norukato, inorashwa, yobva yotukwa; kuguma kwayo ndiko kupiswa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 asi kana ikabereka minzwa norukato, inorakashwa, yobva yotukwa; kuguma kwayo ndiko kupiswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Asi kana robereka minzwa nedonzvambeva nesosowori, harina maturo. Ratova padyo nokunyobwa; mugumo waro kupiswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Asi kana robereka minzwa nedonzvambeva nesosowori, harina maturo. Ratova padyo nokunyobwa; mugumo waro kupiswa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Asi nyika inobereka minzwa norukato haibatsiri uye ine dambudziko rokuti ichatukwa. Pakupedzisira ichapiswa. Viz kapitola |