ƲaHeberu 6:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Nokuti kana ʋari iʋo, ʋakambovenekerwa, ʋakaraʋira cipo cokuɗeŋga, ʋakagoʋerwa Mŋeya Mutȿene, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Nokuti kana vari ivo, vakambovhenekerwa, vakaravira chipo chokudenga, vakagoverwa Mweya Mutsvene, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Nokuti hazvikwanisiki kudzora vanhu vakambovhenekerwa, vakaravira chipo chedenga, vakagoveranawo Mweya Mutsvene, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Nokuti hazvikwanisiki kudzora vanhu vakambovhenekerwa, vakaravira chipo chedenga, vakagoveranawo Mweya Mutsvene, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Nokuti hazvigoni kuti vaya vakambovhenekerwa, vaya vakamboravira chipo chokudenga, vakagoverwa Mweya Mutsvene, Viz kapitola |