Online Bible

- Reklamy -

ƲaHeberu 6:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 nedzedzidziso yokubapatidza, nedzokuisa maʋoko, nedzokumuka kwaʋakafa, nedzokutoŋgwa kusiŋgaperi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 nedzedzidziso yokubhabhatidza, nedzokuisa maoko, nedzokumuka kwavakafa, nedzokutongwa kusingaperi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 nezvidzidzo zvoruombeko rwakasiyana–siyana, kana nezvokuisa vanhu maoko pamusoro, kana kutiwo nezvokumuka kwavakafa, kana nezvokutongwa kunogara nokusingaperi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 nezvidzidzo zvoruombeko rwakasiyana–siyana, kana nezvokuisa vanhu maoko pamusoro, kana kutiwo nezvokumuka kwavakafa, kana nezvokutongwa kunogara nokusingaperi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 dzidziso pamusoro pokubhabhatidzwa nedzokuisa maoko pamusoro, dzokumuka kubva kuvakafa, uye nedzokutongwa kusingaperi.

Viz kapitola kopírovat

ƲaHeberu 6:2

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy