ƲaHeberu 5:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 akati akwaniswa, akazoʋa muʋambi wokuponeswa kusiŋgaperi kunaʋose ʋanomuterera; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 akati akwaniswa, akazova muvambi wokuponeswa kusingaperi kuna vose vanomuteerera; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Paakanga zvino, aitwa munhu akaruramisisa akazova musakisi woruponeso kuna vose vanomuteerera, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Paakanga zvino, aitwa munhu akaruramisisa akazova musakisi woruponeso kuna vose vanomuteerera, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 uye akati akwaniswa, akazova muvambi wokuponeswa kusingaperi kuna vose vanomuteerera Viz kapitola |