Online Bible

- Reklamy -




ƲaHeberu 5:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Saiɀoɀo ʋo Kristu haana‐kuɀikudza iye, aciitwa muprista mukuru, asi wakakudzwa naiye, wakati kwaari: Ndiwe Mŋanakomana waŋgu, Nhasi ndakakuɓereka;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Saizvozvowo Kristu haana kuzvikudza iye, achiitwa mupristi mukuru, asi akakudzwa naiye, akati kwaari, “Ndiwe Mwanakomana wangu, Nhasi ndakakubereka;”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Saka naKristuwo haana kuita zvokukambira kugadzwa upristi hukuru, asi kuti akagadzwa nouyo akamuti, “Iwe uri Mwanakomana wangu nhasi ndakubereka.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Saka naKristuwo haana kuita zvokukambira kugadzwa upristi hukuru, asi kuti akagadzwa nouyo akamuti, “Iwe uri Mwanakomana wangu nhasi ndakubereka.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Saizvozvowo Kristu haana kuzvitorera iye kubwinya kwokuva muprista mukuru. Asi Mwari akati kwaari, “Ndiwe Mwanakomana wangu; nhasi ndava baba vako.”

Viz kapitola kopírovat




ƲaHeberu 5:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy