Online Bible

- Reklamy -




ƲaHeberu 5:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Nemhaka iyo iye amene unofanira kuɀiɓayira pamsoro peɀiʋi ɀake, seɀaanoɓayira ɀaʋanhu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Nemhaka iyo iye amene anofanira kuzvibayira pamusoro pezvivi zvake, sezvaanobayira zvavanhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Ndokusaka achifanira kuti apire zvibayiro zvokuripira zvitadzo zvake pachake nezvitadzo zvavanhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Ndokusaka achifanira kuti apire zvibayiro zvokuripira zvitadzo zvake pachake nezvitadzo zvavanhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Ndokusaka achifanira kupa zvibayiro zvezvivi zvake, pamwe chete nezvezvivi zvavanhu.

Viz kapitola kopírovat




ƲaHeberu 5:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy