ƲaHeberu 5:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Asi ɀokudya ɀikukutu ndeɀaʋakuru, ʋanokuziʋa kwakadzidziswa, nenzira yokuroʋedzwa, kuziʋisisa ɀakanaka neɀakaipa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Asi zvokudya zvikukutu ndezvavakuru, vanokuziva kwakadzidziswa, nenzira yokurovedzwa, kuzivisisa zvakanaka nezvakaipa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Chokudya chakasimba ndechevabve zano, vanepfungwawo dzakapingudzwa nokuramba vachiita zvinhu kuti vazive kutsaura zvakanaka kune zvakaipa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Chokudya chakasimba ndechevabve zano, vanepfungwawo dzakapingudzwa nokuramba vachiita zvinhu kuti vazive kutsaura zvakanaka kune zvakaipa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Asi zvokudya zvikukutu ndezvavakuru, avo vakazvidzidzisa nokuramba vachizviita, kutsaura zvakanaka kubva kune zvakaipa. Viz kapitola |