Online Bible

- Reklamy -




ƲaHeberu 5:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Tinamashoko mazhinji atiŋgataura pamsoro pake, anorema kuɗudzira, ɀamaʋa ʋanhu ʋasicagoni kunzwisisa kwaɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Tina mashoko mazhinji atingataura pamusoro pake, anorema kududzira, zvamava vanhu vasingagoni kunzwisisa kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Pane zvizvi tine zvinhu zvizhinji zvokureva asi zvakaoma kutsanangura nokuti zvavakukuomerai kunzwisisa,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Pane zvizvi tine zvinhu zvizhinji zvokureva asi zvakaoma kutsanangura nokuti zvavakukuomerai kunzwisisa,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Tine zvizhinji zvokutaura pamusoro peizvi, asi zvinorema kuzvitsanangura kwamuri nokuti munononoka kunzwisisa.

Viz kapitola kopírovat




ƲaHeberu 5:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy