Online Bible

- Reklamy -




ƲaHeberu 3:17 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Wakanzwa shuŋgu makore anamakumi manna pamsoro paʋanani? Haʋazi iʋo ʋakatadza, mitumbu yaʋo ikawira murenje here?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Akanzwa shungu makore ana makumi mana pamusoro pavanaani? Havazi ivo vakatadza, mitumbi yavo ikawira murenje here?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Ndivanani vakamutsamwisa pamakumi mana amakore? Havasi ivo here vaya vakaita zvivi, zvitunha zvavo zvikazoti rakata murenje.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Ndivanani vakamutsamwisa pamakumi mana amakore? Havasi ivo here vaya vakaita zvivi, zvitunha zvavo zvikazoti rakata murenje.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Uye ndivanaaniko vaakatsamwira kwamakore makumi mana? Havazivo here vaya vakatadza, vane mitumbi yakawira murenje?

Viz kapitola kopírovat




ƲaHeberu 3:17

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy