ƲaHeberu 3:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Nokuti ndiʋanani ʋakanzwa, ʋakamutsamŋisa? Haʋazi iʋo ʋose ʋakabva Egipita naMosesi here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Nokuti ndivanaani vakanzwa, vakamutsamwisa? Havazi ivo vose vakabva Ijipiti naMosesi here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ndavanani vakazvinzwa asi vakazopanduka, handiti ndivo here vaya vakabva kuIjipiti vachitungamirirwa naMosesi? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Ndavanani vakazvinzwa asi vakazopanduka, handiti ndivo here vaya vakabva kuIjipiti vachitungamirirwa naMosesi? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Ndivanaaniko vakanzwa uye vakamukira? Havazivo here vaya vose vakatungamirirwa naMozisi pakubuda muIjipiti? Viz kapitola |