ƲaHeberu 3:12 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Hama dzaŋgu, cenjerai kuti mukati momumŋe wenyu murege kuʋa nomŋoyo wakashata usiŋgatendi, mutsauke mucibʋa kunaMŋari mupenyu, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Hama dzangu, chenjerai kuti mukati momumwe wenyu murege kuva nomwoyo wakashata usingatendi, mutsauke muchibva kuna Mwari mupenyu, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Chenjerai, hama dzangu, kuti munaani–nani wenyu murege kuva nemwoyo wakaipa usingatendi, ungadaro ukamutsautsa muna Mwari mupenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Chenjerai, hama dzangu, kuti munaani–nani wenyu murege kuva nemwoyo wakaipa usingatendi, ungadaro ukamutsautsa muna Mwari mupenyu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Hama dzangu, chenjererai kuti pakati penyu pasava nomunhu ano mwoyo usingatendi, une zvivi, unotsauka kubva kuna Mwari mupenyu. Viz kapitola |