ƲaHeberu 2:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Asi mumŋe wakapupura kwaɀo paneimŋe nɀimbo, aciti: Ko munhu cinyiko, ɀamunomufuŋga? Kana mŋanakomana womunhu, ɀamunomushanyira? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Asi mumwe akapupura kwazvo paneimwe nzvimbo, achiti, “Ko munhu chinyiko, zvamunomufunga? Kana Mwanakomana womunhu, zvamunomushanyira? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Zvakapupurirwawo kumwe zvichinzi, “Iye munhu chiikowo zvake wamunorangarira? “Iye munhuwo zvake wamunochengeta. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Zvakapupurirwawo kumwe zvichinzi, “Iye munhu chiikowo zvake wamunorangarira? “Iye munhuwo zvake wamunochengeta. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Asi mumwe akapupura kwazvo pane imwe nzvimbo achiti: “Ko, munhu chii zvamunomufunga, kana mwanakomana womunhu zvamune hanya naye? Viz kapitola |