ƲaHeberu 2:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Nokuti nyika, inozoʋuya, yatinoreʋa, haana‐kuiisa pasi paʋatumŋa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Nokuti nyika inozouya, yatinoreva, haana kuiisa pasi pavatumwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Mwari haana kuisa pasi pavatumwa nyika ichauya, yatiri kutaura nezvayo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Mwari haana kuisa pasi pavatumwa nyika ichauya, yatiri kutaura nezvayo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Hapazi pasi pavatumwa pakaiswa nyika inouya, yatiri kutaura nezvayo. Viz kapitola |