Online Bible

- Reklamy -




ƲaHeberu 2:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Nokuti kana shoko, rakaŋga rataurwa naʋatumŋa, rakaŋga rakasimba, ʋuye kana kuɗarika nokusaterera kwose kwakapiwa muɓairo wakarurama,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Nokuti kana shoko rakanga rataurwa navatumwa, rakanga rakasimba, uye kana kudarika nokusateerera kwose kwakapiwa mubayiro wakarurama,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Nokuti kana shoko riya rakarehwa navatumwa riri rechokwadi, uyezve kana kukanganisa kose nokusateerera kwakapihwa chirango chakaenzanirana nazvo,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Nokuti kana shoko riya rakarehwa navatumwa riri rechokwadi, uyezve kana kukanganisa kose nokusateerera kwakapihwa chirango chakaenzanirana nazvo,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Nokuti kana shoko rakataurwa navatumwa rakanga rakasimba, uye kana kudarika nokusateerera kwose kwakapiwa chirango chakafanira,

Viz kapitola kopírovat




ƲaHeberu 2:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy