ƲaHeberu 2:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Nokuti ɀaakatambudzika iye amene pakuidzwa kwake, unogona kuɓatsira ʋanoidzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Nokuti zvaakatambudzika iye amene pakuedzwa kwake, anogona kubatsira vanoedzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Nokuti iye pachake akatambudzika akaedzwa, anokwanisawo kubatsira avo vanoedzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Nokuti iye pachake akatambudzika akaedzwa, anokwanisawo kubatsira avo vanoedzwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Nokuti iye amene akatambudzika paakaedzwa, anokwanisa kubatsira vanoedzwa. Viz kapitola |