ƲaHeberu 2:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ʋuye ɀe: Ndicatenda kwaari. Ʋuye ɀe: Tarira, ndini naʋana ʋandakapiwa naMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Uyezve, “Ndichatenda kwaari.” Uyezve, “Tarira, ndini navana vandakapiwa naMwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Napamwezve paanoti; “Ndichaisa chivimbo changu maari.” Pamwezve achiti; “Ndiri pano navana vaakandipa Mwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Napamwezve paanoti; “Ndichaisa chivimbo changu maari.” Pamwezve achiti; “Ndiri pano navana vaakandipa Mwari.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Uyezve anoti, “Ndichavimba naye.” Uyezve anoti, “Ndiri pano, navana vandakapiwa naMwari.” Viz kapitola |