ƲaHeberu 13:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Musakarira mari pamugarire wenyu; tendai neɀamunaɀo; nokuti iye amene wakati: Handiŋgatoŋgokuregeri, handiŋgatoŋgokusiyi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Musakarira mari pamugariro wenyu; tendai nezvamunazvo; nokuti iye amene akati, “Handingatongokuregeri, handingatongokusiyi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Usakarire mari. Gutsikana nezvaunazvo nokuti Mwari akati, “Handimbokushaisa chokubata kana kukusiya.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Usakarire mari. Gutsikana nezvaunazvo nokuti Mwari akati, “Handimbokushaisa chokubata kana kukusiya.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Musakarira mari pamagariro enyu uye mugutsikane nezvamunazvo, nokuti Mwari akati: “Handingatongokusiyei; handingatongokurasei.” Viz kapitola |