Online Bible

- Reklamy -




ƲaHeberu 13:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Fuŋgai ʋakasuŋgwa, somuneŋge makasuŋgwa pamŋe cete naʋo; naiʋo ʋanoitirwa ɀakaipa, somuneŋge muri mumuʋiri imi ʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Fungai vakasungwa, somunenge makasungwa pamwechete navo; naivo vanoitirwa zvakaipa, somunenge muri mumuviri imiwo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Rangarirai vasungwa vari mujeri muite sokunge munavo mujeri uye navanenge vasiri kubatwa zvakanaka nokuti nemiwo muchiri mumuviri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Rangarirai vasungwa vari mujeri muite sokunge munavo mujeri uye navanenge vasiri kubatwa zvakanaka nokuti nemiwo muchiri mumuviri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Rangarirai vaya vari mutorongo somunenge makasungwa pamwe chete navo, uye navaya vanoitirwa zvakaipa sokunge imi pachenyu ndimi muri kutambudzwa.

Viz kapitola kopírovat




ƲaHeberu 13:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy