Online Bible

- Reklamy -




ƲaHeberu 12:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ʋuye ɀe isu taiʋa namadziɓaɓa eɗu enyama, ʋaitiraŋga, tikaʋakudza; ko hatiŋgaɀiisi ɀikuru pasi paƂaɓa ʋemŋeya, kuti tirarame here?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Uyezve isu taiva namadzibaba edu enyama, vaitiranga, tikavakudza; ko hatingazviisi zvikuru pasi paBaba vemweya, kuti tirarame here?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Chimwewo ndechokuti tina vanababa vapasi pano vaitiranga asi isu taingovaremekedza. Ko isu hatingatozviisa zvakatonyanya here pasi paBaba vezvemweya kuti tirarame.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Chimwewo ndechokuti tina vanababa vapasi pano vaitiranga asi isu taingovaremekedza. Ko isu hatingatozviisa zvakatonyanya here pasi paBaba vezvemweya kuti tirarame.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Uyezve, isu tose tina madzibaba edu epanyama anotiranga uye tinovakudza nokuda kwaizvozvo. Ko, tingazviisa zvikuru sei pasi paBaba vemweya yedu tigorarama!

Viz kapitola kopírovat




ƲaHeberu 12:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy