ƲaHeberu 12:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Tsuŋgai henyu mŋoyo kuti muraŋgwe; Mŋari unoɓata nemi saʋanakomana; nokuti mŋanakomana ndoupi usiŋgaraŋgwi naɓaɓa? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Tsungai henyu mwoyo kuti murangwe; Mwari anobata imi savanakomana; nokuti ndoupi mwanakomana asingarangwi nababa? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Tirirai zvinokutambudzai nokuti kana muchirangwa, Mwari anenge achikubatai savana. Nokuti ndibaba vapi vasingarangi mwana wavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Tirirai zvinokutambudzai nokuti kana muchirangwa, Mwari anenge achikubatai savana. Nokuti ndibaba vapi vasingarangi mwana wavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Tsungai pamatambudziko sokurangwa; Mwari anokubatai imi savanakomana. Nokuti ndoupiko mwanakomana asingarangwi nababa vake? Viz kapitola |