ƲaHeberu 12:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Nokuti cerekedzai uyo wakatsuŋga pakukakaʋara kwakaɗai kwaʋatadzi, kuti imi murege kuneta nokupera simba pamŋeya yenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Nokuti cherekedzai uyo akatsunga pakukakavara kwakadai kwavatadzi, kuti imi murege kuneta nokupera simba mumweya yenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Fungai nezvake, iye akatirira ruvengo rwakadai rwaakaitirwa navatadzi kuti imi murege kuneta kana kurasa mwoyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Fungai nezvake, iye akatirira ruvengo rwakadai rwaakaitirwa navatadzi kuti imi murege kuneta kana kurasa mwoyo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Cherechedzai iye akatsunga pakupikiswa kwakadai navatadzi, kuti imi murege kuneta nokupera simba mumwoyo menyu. Viz kapitola |