ƲaHeberu 10:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀino ndikati: Tarirai, ndaʋuya, (Pabuku yakapetwa pakanyorwa ɀaŋgu) Kuti ndiite kuɗa kwenyu, imi Mŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Zvino ndikati, ‘Tarirai, ndauya, (Mubhuku yakapetwa makanyorwa nezvangu) Kuti ndiite kuda kwenyu, imi Mwari.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Ndipo pandakati, ‘Mwari, tarisai muone ndauya kuzoita kuda kwenyu, sokunyorwa kwazvakaitwa nezvangu mubhuku rokumononora.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Ndipo pandakati, ‘Mwari, tarisai muone ndauya kuzoita kuda kwenyu, sokunyorwa kwazvakaitwa nezvangu mubhuku rokumononora.’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Ipapo ini ndakati, ‘Ndiri pano, mubhuku rakapetwa makanyorwa nezvangu, ndauya kuti ndiite kuda kwenyu, imi Mwari.’ ” Viz kapitola |