ƲaFiripi 4:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀinhu iɀo ɀamakadzidza, neɀamakapiwa, neɀamakanzwa, neɀamakaʋona kwandiri, itai iɀoɀo; Mŋari worugare ŋgaaʋe nemi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Zvinhu izvo zvamakadzidza, nezvamakapiwa, nezvamakanzwa, nezvamakaona kwandiri, itai izvozvo; Mwari worugare ngaave nemi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Itai zvamakadzidza mukagamuchira nokunzwa nokuona mandiri. Mwari worugare achava nemi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Itai zvamakadzidza mukagamuchira nokunzwa nokuona mandiri. Mwari worugare achava nemi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Zvinhu zvipi zvazvo zvamakadzidza kana zvamakagamuchira kana zvamakanzwa kubva kwandiri, kana zvamakaona mandiri, itai izvozvo. Uye Mwari worugare ngaave nemi. Viz kapitola |