Online Bible

- Reklamy -

ƲaFiripi 3:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 kunyaŋge ini haŋgu ndiŋgaʋimba nenyama; kana kunomumŋe munhu unoti ndinoʋimba nenyama, ɀikuru ini.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 kunyange ini hangu ndingavimba nenyama; kana kunomumwe munhu anoti ndinovimba nenyama, zvikuru ini.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 kunyange zvazvo ini ndichigona kuvimba nezvakaitwa pamuviri wangu. Kana pane munhu angafunge kuti ane chikonzero chokuvimba nezvakaitwa panyama, ini ndinazvo zvakatopfuura izvozvo kuwanda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 kunyange zvazvo ini ndichigona kuvimba nezvakaitwa pamuviri wangu. Kana pane munhu angafunge kuti ane chikonzero chokuvimba nezvakaitwa panyama, ini ndinazvo zvakatopfuura izvozvo kuwanda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 kunyange zvangu ini ndine chikonzero chokuvimba kwakadaro. Kana pano munhu zvake anofunga kuti ane chikonzero chokuvimba nenyama, ini ndinazvo zvakawanda:

Viz kapitola kopírovat

ƲaFiripi 3:4

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy