Online Bible

- Reklamy -




ƲaFiripi 2:28 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Naiɀoɀo ndakashiŋgaira kumutuma kwamuri, kuti mumuʋone, mufare ɀe, neni ndirege kuʋa nenhamo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Naizvozvo ndakashingaira kumutuma kwamuri, kuti mumuone, mufarezve, neni ndirege kuva nenhamo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Nezvo ndinodisisa kwazvo kumutumira kuti mufare kwazvo kumuonazve uyewo kuti ndinge ndinoti gadzanei mwoyo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Nezvo ndinodisisa kwazvo kumutumira kuti mufare kwazvo kumuonazve uyewo kuti ndinge ndinoti gadzanei mwoyo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Naizvozvo ndinoshinga kwazvo kuti ndimutume, kuti pamunomuonazve mugofara uye ini ndive nokufunganya kushoma.

Viz kapitola kopírovat




ƲaFiripi 2:28

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy