Online Bible

- Reklamy -




ƲaFiripi 2:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Asi ndakati ndinofanira kutuma kwamuri Epafrodito, hama yaŋgu, nomuɓatsiri waŋgu pamaɓasa napakurwa, nhume yenyu nomushumiri waŋgu pakushaiwa kwaŋgu;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Asi ndakati ndinofanira kutuma kwamuri Epafirodhito, hama yangu, nomubatsiri wangu pamabasa napakurwa, nhume yenyu nomushumiri wangu pakushayiwa kwangu;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Ndinofunga kuti ndinofanira kutumira Epafurodhitosi, hama yangu nomushandipamwe neni, iye musoja pamwe neni. Ndiyewo mutumwa wenyu, kwandiri uye munhu anondibatsira mune zvandinoshaya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Ndinofunga kuti ndinofanira kutumira Epafurodhitosi, hama yangu nomushandipamwe neni, iye musoja pamwe neni. Ndiyewo mutumwa wenyu, kwandiri uye munhu anondibatsira mune zvandinoshaya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Asi ndinofunga kuti zvakafanira kuti nditumirezve kwamuri Epafrodhitasi, hama yangu, mubati pamwe chete neni uye murwi pamwe chete neni, iye nhume yenyuwo, wamakatuma kuti azondibatsira pane zvandaishayiwa.

Viz kapitola kopírovat




ƲaFiripi 2:25

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy