ƲaFiripi 2:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Nokuti handinomumŋe munhu unomŋoyo wakaita sowake, ucaʋa nehanya kwaɀo neɀenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Nokuti handina mumwe munhu anomwoyo wakaita sowake, achava nehanya kwazvo nezvenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Handina mumwe ane mwoyo wakaita sowake, ane hanya chaidzo noupenyu hwenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Handina mumwe ane mwoyo wakaita sowake, ane hanya chaidzo noupenyu hwenyu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Handina mumwe akaita saye, ane hanya kwazvo nokugara kwenyu kwakanaka. Viz kapitola |