Online Bible

- Reklamy -




ƲaEfeso 6:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Nemi madzishe, muʋaitire saiɀoɀo, murege kuʋatyisa; nokuti munoziʋa kuti Ishe waʋo nowenyu uri kuɗeŋga; haatendi ɀinoʋonekwa ɀomunhu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Nemi madzishe, muvaitire saizvozvo, murege kuvatyisa; nokuti munoziva kuti Ishe wavo nowenyu ari kudenga; haatendi zvinoonekwa zvomunhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Imi vana tenzi itaiwo zvimwechetezvo kwavari. Musavatyisidzire. Zivai kuti Tenzi wavo ari kudenga ndiye Tenzi wenyuwo uye kuti iye haana rusaruro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Imi vana tenzi itaiwo zvimwechetezvo kwavari. Musavatyisidzire. Zivai kuti Tenzi wavo ari kudenga ndiye Tenzi wenyuwo uye kuti iye haana rusaruro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Uye imi vatenzi, mubate varanda venyu nenzira imwe cheteyo. Musavatyisa, sezvo muchiziva kuti Tenzi wavo nowenyu ari kudenga, uye haana rusaruro maari.

Viz kapitola kopírovat




ƲaEfeso 6:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy