Online Bible

- Reklamy -




ƲaEfeso 6:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 neni ʋo, kuti ndipiwe shoko kana ndicishamisa muromo waŋgu, kuti ndiɗudzire ndisiŋgatyi ɀakaʋanzika ɀeEvaŋgeri,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 neniwo, kuti ndipiwe shoko kuti ndidudzire ndisingatyi zvakavanzika zveVhangeri,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Ndikumbirireiwo ini kuti ndiwaniswe mashoko pandinenge ndave kuda kutaura kuti ndiparidze nechivindi chakavandika chiya chezveShoko Rakanaka

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Ndikumbirireiwo ini kuti ndiwaniswe mashoko pandinenge ndave kuda kutaura kuti ndiparidze nechivindi chakavandika chiya chezveShoko Rakanaka

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Munyengeterere neniwo, kuti pose pandinoshama muromo wangu, ndipiwe mashoko kuitira kuti ndigozivisa chakavanzika chevhangeri ndisingatyi,

Viz kapitola kopírovat




ƲaEfeso 6:19

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy