Online Bible

- Reklamy -




ƲaEfeso 6:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 munyeŋgetere ŋguʋa dzose nokunyeŋgetera kwose nokukumbira muMŋeya, mucirinda paɀinhu iɀi nokutsuŋga kwose nokukumbirira ʋatȿene ʋose,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 munyengetere nguva dzose nokunyengetera kwose nokukumbira muMweya, muchirinda pazvinhu izvi nokutsunga kwose nokukumbirira vatsvene vose,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Namatai nguva dzose muina Mweya. Itai minamato nemikumbiro. Nechikonzero ichochi garai makangwaririra musingamborasa mwoyo muchikumbirira vatsvene vose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Namatai nguva dzose muina Mweya. Itai minamato nemikumbiro. Nechikonzero ichochi garai makangwaririra musingamborasa mwoyo muchikumbirira vatsvene vose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Uye munyengetere muMweya nguva dzose nemhando dzose dzeminyengetero nemikumbiro. Muine izvi mupfungwa dzenyu, murinde uye murambe muchinyengeterera vatsvene.

Viz kapitola kopírovat




ƲaEfeso 6:18

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy