Online Bible

- Reklamy -




ƲaEfeso 6:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Saka torai nhumbi dzose dzokurwa nadzo dzaMŋari, kuti mugone kudziʋisa pazuʋa rakaipa, nokuramba mumire mapedza ɀose.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Saka torai nhumbi dzose dzokurwa nadzo dzaMwari, kuti mugone kudzivisa pazuva rakaipa, nokuramba mumire mapedza zvose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Naizvozvo torai zvose zvokurwisa nazvo zvaMwari kuti mukwanise kumira pazuva iroro rinenge rakaipa. Kana marwisa zvakaomarara zvazvo kudaro imi mucharamba makamira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Naizvozvo torai zvose zvokurwisa nazvo zvaMwari kuti mukwanise kumira pazuva iroro rinenge rakaipa. Kana marwisa zvakaomarara zvazvo kudaro imi mucharamba makamira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Naizvozvo shongai nhumbi dzose dzokurwa nadzo dzaMwari, kuti panosvika zuva rakaipa, mugokwanisa kumira, uye mushure mokunge maita zvinhu zvose, kuti mumire.

Viz kapitola kopírovat




ƲaEfeso 6:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy