ƲaEfeso 5:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 nokuti kare maiʋa rima, asi ɀino muri ciedza munaShe; fambai saʋana ʋeciedza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 nokuti kare maiva rima, asi zvino muri chiedza muna Ishe; fambai savana vechiedza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 nokuti maimbova verima asi muna Tenzi mava vechiedza. Naizvozvo fambai savana vechiedza. ( Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 nokuti maimbova verima asi muna Tenzi mava vechiedza. Naizvozvo fambai savana vechiedza. ( Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Nokuti kare maiva rima, asi zvino mava chiedza muna She. Garai savana vechiedza Viz kapitola |