ƲaEfeso 5:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 muciʋoŋga Mŋari, Ƃaɓa, ŋguʋa dzose pamsoro peɀinhu ɀose, muzita raShe weɗu, Jesu Kristu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 muchivonga Mwari, Baba, nguva dzose pamusoro pezvinhu zvose, muzita raIshe wedu, Jesu Kristu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 muchitenda Mwari Baba muzita raTenzi wedu Jesu Kristu nguva dzose uye muna zvose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 muchitenda Mwari Baba muzita raTenzi wedu Jesu Kristu nguva dzose uye muna zvose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 muchivonga Mwari Baba pazvinhu zvose, muzita raIshe wedu Jesu Kristu. Viz kapitola |