Online Bible

- Reklamy -




ƲaEfeso 5:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Naiɀoɀo cenjerai kwaɀo pakufamba kwenyu, kuti murege kufamba saʋasinakucenjera asi saʋakacenjera;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Naizvozvo chenjerai kwazvo pakufamba kwenyu, kuti murege kufamba savasina kuchenjera asi savakachenjera;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Naizvozvo fambai makachenjera kwete savanhu vasina kungwara asi savanhu vakangwara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Naizvozvo fambai makachenjera kwete savanhu vasina kungwara asi savanhu vakangwara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Zvino, muchenjere kuti munorarama sei, kwete savasina kuchenjera asi savakachenjera,

Viz kapitola kopírovat




ƲaEfeso 5:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy