ƲaEfeso 5:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Saka iye unoti: Muka iwe uʋete, muka kuʋakafa, Kristu ucakuvenekera. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Saka iye anoti, “Muka iwe uvete, muka kuvakafa, Kristu achakuvhenekera.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ndokusaka zvichinzi; “Muka iwe uvete, muka muvakafa, Kristu achakuvhenekera.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Ndokusaka zvichinzi; “Muka iwe uvete, muka muvakafa, Kristu achakuvhenekera.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 nokuti chiedza ndicho chinoratidza zvinhu zvose. Ndokusaka zvichinzi: “Muka, iwe muvati, muka kubva kuvakafa, Kristu achavhenekera pauri.” Viz kapitola |