ƲaEfeso 5:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Asi ɀinhu ɀose, kana ɀarairwa, ɀinoratidzwa neciedza; nokuti ɀose, ɀinoratidzwa, caʋa ciedza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Asi zvinhu zvose, kana zvarayirwa, zvinoratidzwa, chava chiedza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Asi kana chinhu chose chaburitswa pachena nechiedza chinobva chaonekwa. Zvino, chinhu chinenge chavakuoneka chinobva chava chiedza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Asi kana chinhu chose chaburitswa pachena nechiedza chinobva chaonekwa. Zvino, chinhu chinenge chavakuoneka chinobva chava chiedza. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Asi zvinhu zvose zvinoratidzwa pachena nechiedza zvinobva zvaonekwa, Viz kapitola |