ƲaEfeso 4:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Naiɀoɀo unoti: Wakakwira kumsoro akatapa ʋatapxa, Akapa ʋanhu ɀipo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Naizvozvo anoti, “Akakwira kumusoro akatapa vatapwa, Akapa vanhu zvipo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Saizvozvo zvinonzi, “Paakakwira kumusoro akatungamirira gurusvusvu ravasungwa akapa zvipo kuvanhu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Saizvozvo zvinonzi, “Paakakwira kumusoro akatungamirira gurusvusvu ravasungwa akapa zvipo kuvanhu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Ndokusaka zvichinzi: “Paakakwira kudenga, akatungamirira dungwe renhapwa uye akapa zvipo kuvanhu vake.” Viz kapitola |