ƲaEfeso 4:24 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 mufuke munhu mutȿa, wakasikwa akafanana naMŋari pakururama, noʋutȿene bgeɀokwaɗi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 mupfeke munhu mutsva, akasikwa akafanana naMwari pakururama, noutsvene hwechokwadi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 mupfeke unhu hutsva hwakasikwa hwakatodzana naMwari muururami noutsvene huri pachokwadi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 mupfeke unhu hutsva hwakasikwa hwakatodzana naMwari muururami noutsvene huri pachokwadi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 uye mufuke munhu mutsva, akasikwa kuti afanane naMwari mukururama kwechokwadi noutsvene. Viz kapitola |