ƲaEfeso 3:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 kana muciaraʋa iwo, muŋgaʋona kuziʋa kwaŋgu paneɀakaʋanzika ɀaKristu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 kana muchiarava iwo, mungaona kuziva kwangu pane zvakavanzika zvaKristu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mukazviverenga muchaona kunzwisisa kwandinoita zvakavandika zvaKristu Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Mukazviverenga muchaona kunzwisisa kwandinoita zvakavandika zvaKristu Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Mukuverenga izvi, ipapo muchagona kunzwisisa maonero andinoita chakavanzika chaKristu, Viz kapitola |