ƲaEfeso 2:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Maari nemi ʋo makaʋakwa pamŋe cete, kuti muʋe ʋugaro bgaMŋari muMŋeya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Maari nemiwo makavakwa pamwechete, kuti muve ugaro hwaMwari muMweya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Maari imiwo makavakwa mairi kuva nzvimbo yokugara yaMwari muna Mweya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Maari imiwo makavakwa mairi kuva nzvimbo yokugara yaMwari muna Mweya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Uye maari nemiwo makavakwa pamwe chete kuti muve ugaro hwaMwari muMweya. Viz kapitola |