ƲaEfeso 2:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 nokuti isu tose tinopinda naiye noMŋeya mumŋe kunaƂaɓa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 nokuti isu tose tinopinda naiye noMweya mumwe kuna Baba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 nokuti nokwaari uye naMweya mumwechete tinowana masvikiro kuna Baba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 nokuti nokwaari uye naMweya mumwechete tinowana masvikiro kuna Baba. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Nokuti kubudikidza naye isu tose tinosvika kuna Baba noMweya mumwe chete. Viz kapitola |