ƲaEfeso 2:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 kuti mumucinjikwa ayananise ɀe ʋose ʋaʋiri, ʋaʋe muʋiri mumŋe kunaMŋari, ɀaakaʋuraya kuʋeŋgana naiwo mucinjikwa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 kuti mumuchinjikwa ayananisezve vose vaviri, vave muviri mumwe kuna Mwari, zvaakauraya kuvengana naiwo muchinjikwa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Uye kuti nomuchinjikwa, atiwadzanise naMwari mumuviri mumwechete, nezvo achibva aparadza ruvengo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Uye kuti nomuchinjikwa, atiwadzanise naMwari mumuviri mumwechete, nezvo achibva aparadza ruvengo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 uye mumuviri mumwe chete uyu ayananise vaviri ava kuna Mwari kubudikidza nomuchinjikwa, wakaparadza kuvengana kwavo. Viz kapitola |