ƲaEfeso 1:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 akaisa ɀose pasi petsoka dzake, akapa kereke iye, kuti aʋe musoro waɀose, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 akaisa zvose pasi petsoka dzake, akapa sangano iye, kuti ave musoro wazvose, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Mwari akaisawo zvinhu zvose pasi petsoka dzake akamuita musoro wezvinhu zvose musangano Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Mwari akaisawo zvinhu zvose pasi petsoka dzake akamuita musoro wezvinhu zvose musangano Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Uye Mwari akaisa zvinhu zvose pasi petsoka dzake akamugadza kuti ave musoro wezvinhu zvose nokuda kwekereke, Viz kapitola |